Poick

This is a cached version of https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga from 2/28/2026, 3:25:52 PM.

Wikipedia

Parizvino tine zvinyorwa 11,512 zvakanyorwa ne Chishona.

Svetuka kuchirochemo Kubva Wikipedia Mugovera, Kukadzi 28, 2026 Kwaziwai, Kwaziwai Tikutambirei kuWikipidhiya! Duramazwi re mahara, chero munhu anogona kuuya achiwedzera ruzivo rwaanawo kana kushandura mazanhi emimwe mitauro kuisa muChishona. Parizvino tine zvinyorwa 11,512 zvakanyorwa ne Chishona. Munoda kuona Wikipedhiya yedu senwadhi here? Dzvanyai Pano! Taramhenyu Chinamato Masvomhu Nhoroondo Tarachisi Nzanga Mhanzi Mutauro Useza Sainzi Ruambarueza Uvaki Musha uno ndewedu vatauri veChivanhu, mutauro weChiShona, muno muWikipedhiya. Wikipedhiya chinyorwa chepadanhautande chinounganidzwa ungwaru, ruzivo nohunyanzvi hwezvikamu zvese zveraramo remarudzi osezvayo erino pasi. Zvakanaka zvakadzama kwazvo kuti gapu rese iri reungwaru, ruzivo nohunyanzvi rive rinonyogwa mururimi rwaamai. Basa iri ngatiritange nhasi tigorisiirawo vana vedu navana vavowo, zvichingoenda, ziyenda nakuenda. Mutauro wedu isu vanhu hauna kugara uchinzi ChiShona kwete. Muchena ainzi Clement Doke ndiye akatanga kushandisa izwi rekuti ChiShona mugore ra1931. Mutauro wedu unonzi ChiVanhu. Munokokwa mese, ani naani zvake, kuti muwedzere zvinyogwa izvi. Vanyori, vadzidzisi nevadzidzi veChiShona muzvikoro zvikuru zvedzidzo munokokwa kuti mutitungamirire pabasa iri. Tinodaidza kunyanya zvikuru sei avo vadzidzi nevadzidzisi vari muboka rezvidzidzo zveChiShona paYunivhesiti yeZimbabwe uyewo avo vese vakapedza zvidzidzo zveChiShona pachikoro chikuru ichi. Kana muchida kuziva zvakawanda nezvehumwe yeWikipediya endai panzvimbo yemudandira iyi www.wikipedia.org Tsvakai muwedzere ruzivo rwenyu nezve Kuisa zvinyorwa zvemumwe mutauro rudzi muWikipedhiya Nehanda Nyakasikana "Aah! Nehanda Nyakasikana! Kunozove riniko, Isu VaNyai tichitambudzika; Mweya Unoera! Kunozove riniko, Isu VaNyai tichidzvinyirirwa? Ko, inga taneta wani nokunwa misodzi; Ko, toshirira kudzamara kuve riniko? Ko, inga panguva yechando miti inozvizorodza, Inokuhumuka mashizha yombowana rudekaro, Kwozoti nokuchena kwokunze yodombera; Mashizha yovawo nenhenhere inoyevedza; Shiri nemhuka nenyuchi dzokwezvwa nehwema, Ko, isu rugare ruchatisvika riniko? Vana vacheche vatinobereka, vawakatipa Iwe Samasimba, vanova ndivo vadyi venhaka dzedu, nhasi vokura vakasunzumara munyika yavo, Voshaya nzvimbo dzokurarama nokuzvidekadza? Apa nepapo pazere rufuse, Makumbo avo ane matuzu nokupfuviswa neriri pfumojena. Ko, vosvikepiko? Mudzimba dzose nomumisha yose vari kutandwa pamwe nokurohwa; Munzvimbo dzose nomumatare mose avanotongerwa, vari kungourayiwa senhunzi, Pasina chikonzero, pasina mhosva Pfuma yenyika nhasi yakatorwa vakagovana paukama hwavo vepfumojena. Nhasi vari kudya mafuta ayo nyika Isu tichidya nhoko dzezvironda Nhasi vari kudya, vakora sehochi Isu toondoroka sembwa ine gwembe Nhasi vagere murusununguko lsu todzipwa huro nemajoto Rusununguko, Nehanda, ndorupi? Hamungaburukirewo kwatiri here? Harahwa dzedu dzobatwa sepwere Munyika yawavapa, musiki mugoni! Havasisina rukudzo panyika. Havasisina chavanacho Dambudziko guru ndiro ravawira Baba mutsvene! Gomo rine ngoni! Hamungotinzwawo kuchema kwedu here? Tine chitadzo chakakura sei Chokubva matiramwa zvakadai? Nehanda Nyakasikana! Kunozova riniko? Isu VaNyai tichidzvinyirirwa Neriri pfumojena rasvika munyika. ~ Nhetembo iyi yakatogwa kubva mubhuku rinonzi, Feso, rakanyogwa naVaSolomon Mutswairo (mugore ra1956). Mfananidzo weVhiki Zvidzidzo Maziwumbe: Ezhiya · Afurika · Amerika Maodzanyemba · Amerika Chamhembe · Anthakitika · Yuropu · Ostireriya Nyika: Angola · Vutswana · Zimbabwe · Namibhiya · Ijipita · Tanzania · Naijeriya · Rhashiya · Furanzi · Speini · Kanadha · Mehiko · Jerumani · Chayina · Raosi · Makawo · Jorodhani · Omani · Yemeni · Neparu Mitauro: Chishona · Chindau · Chizulu · Chispeini · Chiarabhu · Chiswahiri · Chihausa · Chirhashiya · Chifurenji · Chiputukezi · Chibhunu · Chichayina · Chijapani · Chingezi · Chihindi · Chiaramu · Chin'ko · Chindevere · Chibuja (Chibudya) Vashona: Vakaranga (munhoroondo ye Chivhenda/Vasenzi, Valaudzi, Vandalamo, Vamasingo), Vazezuru, Vakorekore, Vabuja, Vamanyika, Vandau, Vadoma, Vatavara, Vahungwe, Vambire, Vanyai, Varozvi, Vakalanga, Vanambya, Vatalaote Madzinza: Vazulu, Vaswahiri, Vavhenda, Vandeḅele, Vandebele, Vanyarwanda, Vatonga, Vakongo, Vachewa, Vaxhosa, Vayorubha, Vaigbho, Vahausa, Vaakani, Vafulani Zvinamato: Uchivanhu (Vashona) · Ukristu (Vakristu) · Uyisalama (Vasalama) · Uhindu· Ujudha (Vajudha) · Ubhudha · Usikhi · Utao (Udhao)) · Ukonfuzhi (Konfuzhi) · Ubhaha'i (Ubhahá'í) · Ushintho · Ujaini · Uzoroasti · Zvinamato zvemuAfurika Tsika: Roora · Chisi · Karenda ye Chivanhu (Mwedzi ne Mavhiki) · Mhanzi: Jiti, Dancehall, Afrobeats, Sungura, Tuku (Afrojazz) Chikafu: Sadza · Mbambaira · Manhuchi · Maputi · Mabhanzi · Madora · Bota · Derere · Mupunga · Muriwo · Hohwa · Masau · Nyimo · Nyemba Upanganyeredzi: Gwararezhou · Muzvcazi · Kozemosi · Chadenga · Zvindeya · Nyeredzi · Unganyeredzi · Zuva · Mwedzi · Chisimira · Ndemara · Rinyanga · Nguruvenembwa · Mazhara · Maguta · Mivara: Ungu · Zerere · Tsvuku · Kiwani · Hute · Huroro · Tema · Ranjisi · Mbise · Chena · Nundu · Shava · Pfumbu · Farata · Punje · Fuvana · Suso · Shora · Chichiri · Fifu · Svundu · Simbi: Utare · Mhangura · Ndarira · Zeng'e · Ndarama · Darejena · Mutobvu · Aluminiyamu · Platinamu · Niyakari Mizanodzamu ("concepts"): Zanodzamu . Zvose · Upasina · Uzima · Rudo · Ruvengo · Hunaku · Uvi · Rima · Chiedza · Kuyera (Utsvene) · Ruhana ·Mweya (wemunhu) · Rusvinuko · Hupenyu · Rufu · Pfungwa · Hana · Nhu · Moyo · Mbune · Umbimba (igo) · Chivi Duramazwi RechiShona - duramazwi rakaitwa neve "ALLEX Project". Iri duramazwi rakaiswa mudandira neve "Norwegian Documentation Project" pavakange vakumbigwa kuita izvi neve "Wushumo wa Allex". Shona Language - zvinyogwa zvaMartin Shumba Bumbiro rezvinyogwa zveChiShona - zvinoshandiswa kuongora mashandigo emashoko eChiShona. Kuti muwane zvimwe zvinyorwa tarirai linki ye zanhi dzasiyo: Zvinyorwa zve Zvechivanhu kuzhe kwe Wikipidhiya Makarenda e Mwedzi uno Karenda ya Gregori Karenda ye Chivanhu Chidzidzo cheVhiki Rino: Tsvigiri (Chirungu: sugar) tsvikiri kana Chokera uye Shokera inowanikwa panosvinwa muto wenzimbe uchizopiswa mvura yacho posara magodo. MuZimbabwe shuga inogadzirwa kubva kunzimbe dzinorimwa kuChiredzi. Chidzidzo cheMwedzi Unowu Afurika ndiro ziwumbe riri panzvimbo yechipiri pakukura kwenharaunda uye Afurika ndiyo yechipiri pakuwanda kwehugari hwavanhu ichitevera Ezhiya. Nharaunda ye Afurika yakakura kusvika 30.2 miriyoni km², izvi zvichisanganisira zvitsuwa zviri pedyo nayo. Chikamu chinosvika 6% yenharaunda ye Rinopasi chinotorwa ne ziwumbe reAfurika uye chikamu chinosvika 20.4% chevhu chiri muAfurika. Afurika yakapoteredzwa ne: Bhahari re Medhiteraniya kuMaodzanyemba; Gungwa re India kuMabvazuva nekuChamhembe; ne Gungwa re Atlandiki kuMadokero nekuChamhembe. Matagadzikwa (Madhagaska) ndiyo chitsuwa chikuru chinoverengwa kuva mudunhu re Afurika. Zvimwe zvitsuwa zvinosanganisira: Seyisheri; Morishasi; Kabho Vherite; Ghini Yomutsazanisi; Chitsuwa cha Robheni (kureva Robben); Zanzibhari nezvimwewo zvidiki. (werengai zvakadzama...) Mimwe Mwishumo ye Wikipidhiya Bwaro re Wikimidhiya iduramazwi rakazvimirira pazasi peBwaro re Wikimidhiya, zvzvinoreva kuti inomaneja mimwe mwishumo (mapurojekti) yakadorongodzwa zasiyo. Parizvino, mwishumo inowanikwa muChishona iWikipidhiya basi, tirikuzama kudzosa Wikiduramazwi rakavharwa muna 2007. Nwadhi riripo asi harisati ravenezvinyorwa mukati. Mamwe ariko anowanikwa mumimwe mitauro, senge Chingezi nezvimwe wo. Zvinjee (Zvikomoni) Unganidzo re mifananidzo ne maodhiyo eunjee. Meta-wiki Kurongwa kwe zviitwa zvose zve wikimidhiya. Wikiduramazwi Duramazwi. Wikinwadhi Manwadhi ne zvinyorwa zvekudzidza zvemahara. Wikidzupuramanzwi Unganidzo re madzupuramanzwi Wikivambo (Wikisosi) Kuvamagwaro re mahara. Wikirudzi Duramazwi re marudzi (maspishi). Wikichikoro Zvidzidzo ne zvokuita zvemahara. Wikinhau Nhau dze mahara. Mimwe mitauro ye Afurika isiri pakati pe dzihombe: Chiamhari · Chibhambara · Chibhunu · Chichewa · Chitumbuka · Chiewe · Chifulani· Chikũyũ · Chihausa · Chiigbho · Chixhosa · Chizulu · Chinyarwanda · Chirundi · Chiswahiri · Chikongo · Chingala · Chiganda · Chimalagasi · Chioromo · Chisangho · Chisutu · Chitswana · Chiswati · Chisomari · Chitigire · Chivhenda · Chitwi · Chiworofu · Chitsonga · Chiyorubha · (Tarisai bhaa repadivi kuti muone mamwe mapeji eWikipedhiya) Nyukura kubva ku "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Peji_Rekutanga&oldid=112495" Mupanguro: Wikipidhiya 345 mitauro АԥсшәаAcèhАдыгабзэAfrikaansAlemannischАлтай тилአማርኛPangcahAragonésÆngliscOboloअंगिकाالعربيةܐܪܡܝܐالدارجةمصرىঅসমীয়াAsturianuAtikamekwАварKotavaअवधीAymar aruAzərbaycancaتۆرکجهБашҡортсаBasa BaliBoarischŽemaitėškaBatak TobaBikol CentralBajau SamaБеларуская (тарашкевіца)БеларускаяBetawiБългарскиभोजपुरीBislamaBanjarပအိုဝ်ႏဘာႏသာႏBamanankanবাংলাབོད་ཡིགবিষ্ণুপ্রিয়া মণিপুরীBrezhonegBosanskiBatak MandailingBasa UgiБуряадCatalàChavacano de Zamboanga閩東語 / Mìng-dĕ̤ng-ngṳ̄НохчийнCebuanoChamoruᏣᎳᎩTsetsêhestâheseکوردیCorsuNēhiyawēwin / ᓀᐦᐃᔭᐍᐏᐣQırımtatarcaČeštinaKaszëbscziСловѣньскъ / ⰔⰎⰑⰂⰡⰐⰠⰔⰍⰟЧӑвашлаCymraegDanskDagbanliDeutschDagaareThuɔŋjäŋZazakiDolnoserbskiKadazandusunडोटेलीދިވެހިބަސްཇོང་ཁEʋegbeΕλληνικάEmiliàn e rumagnòlEnglishEsperantoEspañolEestiEuskaraEstremeñuفارسیMfantseFulfuldeSuomiVõroNa Vosa VakavitiFøroysktFɔ̀ngbèFrançaisArpetanNordfriiskFurlanFryskGaeilgeGagauz贛語Kriyòl gwiyannenGàidhligGalegoگیلکیAvañe'ẽगोंयची कोंकणी / Gõychi KonknniBahasa Hulontalo𐌲𐌿𐍄𐌹𐍃𐌺Ghanaian PidginગુજરાતીWayuunaikiFarefareGungbeGaelgHausa客家語 / Hak-kâ-ngîHawaiʻiעבריתहिन्दीFiji HindiHrvatskiHornjoserbsceKreyòl ayisyenMagyarՀայերենԱրեւմտահայերէնInterlinguaJaku IbanBahasa IndonesiaInterlingueIgboIgalaIñupiatunIlokanoГӀалгӀайIdoÍslenskaItalianoᐃᓄᒃᑎᑐᑦ / inuktitut日本語PatoisLa .lojban.JawaქართულიQaraqalpaqshaTaqbaylitJjuАдыгэбзэKabɩyɛTyapKongoKumoringGĩkũyũҚазақшаKalaallisutភាសាខ្មែរಕನ್ನಡYerwa Kanuri한국어Перем комиКъарачай-малкъарکٲشُرRipoarischKurdîKʋsaalКомиKernowekКыргызчаLatinaLadinoLëtzebuergeschЛаккуЛезгиLingua Franca NovaLugandaLimburgsLigureLadinLombardLingálaລາວLietuviųLatgaļuLatviešuMadhurâमैथिलीBasa BanyumasanМокшеньMalagasyОлык марийMāoriMinangkabauМакедонскиമലയാളംМонголꯃꯤꯇꯩ ꯂꯣꯟဘာသာမန်MooreमराठीКырык марыBahasa MelayuMaltiMirandésမြန်မာဘာသာЭрзяньمازِرونیNāhuatlNapulitanoNedersaksiesPlattdüütschनेपालीनेपाल भाषाLi NihaNederlandsNorsk nynorskNorsk bokmålNovialߒߞߏIsiNdebele seSewulaNouormandSesotho sa LeboaNupeDiné bizaadChi-ChewaOccitanLivvinkarjalaOromooଓଡ଼ିଆИронਪੰਜਾਬੀPangasinanKapampanganPapiamentuPicardNaijáDeitschPälzischपालिPolskiPiemontèisپنجابیΠοντιακάNawatپښتوPortuguêsPinayuananRuna Simiရခိုင်RumantschRomani čhibIkirundiRomânăArmãneashtiTarandíneРускиРусскийРусиньскыйIkinyarwandaसंस्कृतम्Саха тылаᱥᱟᱱᱛᱟᱲᱤSarduSicilianuScotsسنڌيDavvisámegiellaSängöSrpskohrvatski / српскохрватскиTaclḥitတႆးසිංහලSimple EnglishSlovenčinaسرائیکیSlovenščinaGagana SamoaAnarâškielâSoomaaligaShqipСрпски / srpskiSranantongoSiSwatiSesothoSeelterskSundaSvenskaKiswahiliꠍꠤꠟꠐꠤŚlůnskiSakizayaதமிழ்Tayalತುಳುᥖᥭᥰ ᥖᥬᥲ ᥑᥨᥒᥰతెలుగుTetunТоҷикӣไทยትግርኛትግሬTürkmençeTagalogTolışiSetswanaLea faka-TongaToki ponaTok PisinTürkçeSeediqXitsongaТатарча / tatarçaChiTumbukaTwiReo tahitiТыва дылУдмуртئۇيغۇرچە / UyghurcheУкраїнськаاردوOʻzbekcha / ўзбекчаTshivendaVènetoVepsän kel’Tiếng ViệtWest-VlamsVolapükWalonWinarayWolof吴语ХальмгIsiXhosaმარგალურიייִדישYorùbáVahcuenghZeêuwsⵜⴰⵎⴰⵣⵉⵖⵜ ⵜⴰⵏⴰⵡⴰⵢⵜ文言閩南語 / Bân-lâm-gí粵語中文IsiZulu Chinjirudza zvikochekero Tsvaga Peji Rekutanga 345 mitauro Wedzera nhauro